Johani 7:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, Mozisi haana kukupai murayiro here? Asi hapana kana mumwe wenyu anochengeta murayiro. Seiko muchiedza kundiuraya?”

Johani 7

Johani 7:11-25