Johani 4:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, imi hamuti here, ‘Kwasara mwedzi mina ipapo kucheka kwobva kwasvika?’ Ndinoti kwamuri, svinurai meso enyu uye mutarise kuminda! Yatoibva kuti ikohwewe.

Johani 4

Johani 4:33-43