Johani 4:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange iye zvino mukohwi anopiwa mubayiro wake, kunyange izvozvi anokohwa zvibereko zvoupenyu husingaperi, kuitira kuti mukushi nomukohwi vagofara pamwe chete.

Johani 4

Johani 4:28-37