Johani 4:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu ndiko kuita kuda kwowakandituma uye nokupedza basa rake.

Johani 4

Johani 4:25-36