Johani 18:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Umambo hwangu hahusi hwenyika ino. Dai zvanga zvakadaro, varanda vangu vaizorwa kuti ndirege kusungwa navaJudha. Asi zvino umambo hwangu hunobva kune imwe nzvimbo.”

Johani 18

Johani 18:32-40