Johani 18:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pirato akapindura achiti, “Ndiri muJudha here ini? Vanhu vako navaprista vako vakuru vauya newe kwandiri. Wakaiteiko?”

Johani 18

Johani 18:33-40