Johani 18:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pirato akati, “Saka uri mamboka!”Jesu akapindura akati, “Wataura zvakanaka pawati ndiri mambo. Chokwadi ndechokuti, ndizvo zvandakazvarirwa, uye nokuda kwaizvozvo ndakauya munyika, kuti ndizopupurira chokwadi. Ani naani anoda chokwadi anonditeerera.”

Johani 18

Johani 18:28-40