Johani 16:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Ndakuudzai zvose izvi kuitira kuti murege kutsauka.

2. Vachakubudisai musinagoge; chokwadi ndechokuti, nguva iri kuuya yokuti munhu anokuurayai achafunga kuti ari kushandira Mwari.

3. Vachaita zvinhu zvakadai nokuti havana kuziva Baba kana ini.

Johani 16