Johani 17:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati ataura izvi, akatarira kudenga akanyengetera achiti:“Baba, nguva yasvika. Kudzai Mwanakomana wenyu, kuti Mwanakomana wenyu akukudzei.

Johani 17

Johani 17:1-6