Johani 16:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachakubudisai musinagoge; chokwadi ndechokuti, nguva iri kuuya yokuti munhu anokuurayai achafunga kuti ari kushandira Mwari.

Johani 16

Johani 16:1-3