Johani 12:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jesu akati kwavari, “Muchava nechiedza kwechinguva chiduku. Fambai muchine chiedza, rima risati rasvika. Munhu anofamba murima haazivi kwanoenda.

Johani 12

Johani 12:27-40