Johani 12:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vimbai nechiedza muchinacho, kuti mugova vanakomana vechiedza.” Akati apedza kutaura zvinhu izvi, Jesu akabvapo akazvivanza kwavari.

Johani 12

Johani 12:29-42