Johani 12:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vazhinji vakati, “Isu takanzwa kubva paMurayiro kuti Kristu achagara nokusingaperi, saka munoreva sei muchiti, ‘Mwanakomana anofanira kusimudzwa’? Ndianiko uyu ‘Mwanakomana woMunhu’?”

Johani 12

Johani 12:28-38