Johani 1:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akatendeuka akavaona vachitevera akavabvunza akati, “Munodeiko?”Ivo vakati, “Rabhi” (ndiko kuti Mudzidzisi), “munogarepiko?”

Johani 1

Johani 1:33-42