Johani 1:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapindura akati, “Uyai muzokuona.”Saka vakaenda vakandoona paaigara, vakaswera naye kwezuva rimwe chete. Yakanga iri nguva inenge yegumi.

Johani 1

Johani 1:36-45