Jeremia 7:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakavaka nzvimbo dzakakwirira dzeTofeti muMupata waBheni Hinomi kuti vapise vanakomana navasikana vavo mumoto, chinhu chandisina kuvarayira, chisina kumbopinda mupfungwa dzangu.

Jeremia 7

Jeremia 7:21-34