Jeremia 7:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka chenjerai, mazuva anouya, ndizvo zvinotaura Jehovha, apo vanhu vasingazopadaidzi kuti Tofeti kana Mupata waBheni Hinomi, asi Mupata woKuurayiwa kwaVanhu, nokuti vachaviga vakafa muTofeti kusvikira pasisina nzvimbo.

Jeremia 7

Jeremia 7:27-34