Jeremia 7:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Vanhu veJudha vakaita zvakaipa pamberi pangu, ndizvo zvinotaura Jehovha. Vakamisa zvifananidzo zvavo zvinonyangadza mumba yakapiwa Zita rangu vakaisvibisa.

Jeremia 7

Jeremia 7:26-34