Jeremia 45:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati, “Uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: Ndichakoromora zvandakavaka nokudzura zvandakasima, panyika yose.

Jeremia 45

Jeremia 45:1-5