Jeremia 45:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iwe wakati, ‘Ndine nhamo! Jehovha apamhidzira kusuwa pakurwadziwa kwangu; ndaneta nokugomera uye ndashayiwa zororo.’ ”

Jeremia 45

Jeremia 45:2-5