Jeremia 45:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iwe ungazvitsvakira zvinhu zvikuru here? Usazvitsvaka. Nokuti ndichauyisa njodzi pamusoro pavanhu vose, ndizvo zvinotaura Jehovha, asi ndichaita kuti utize noupenyu hwako kwose kwaunoenda.’ ”

Jeremia 45

Jeremia 45:1-5