Jeremia 43:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panzvimbo paizvozvo Johanani mwanakomana waKarea navakuru vose vehondo vakatora vakasara vose veJudha vakanga vadzoka kuzogara munyika yaJudha kubva kundudzi dzose kwavakanga vaparadzirwa.

Jeremia 43

Jeremia 43:1-13