Jeremia 43:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Johanani mwanakomana waKarea navakuru vose vehondo navanhu vose havana kuteerera murayiro waJehovha kuti vagare munyika yeJudha.

Jeremia 43

Jeremia 43:1-13