Jeremia 43:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Bharuki mwanakomana waNeria ndiye anokukusvudzira pamusoro pedu kuti tiiswe kuvaBhabhironi, kuti vagotiuraya kana kutitora vachitiendesa kuBhabhironi.”

Jeremia 43

Jeremia 43:1-13