Jeremia 43:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Azaria mwanakomana waHoshaya naJohanani mwanakomana waKarea navarume vose vaizvikudza vakati kuna Jeremia, “Unoreva nhema iwe! Jehovha Mwari wedu haana kukutuma kuti uzoti, ‘Hamufaniri kuenda kuIjipiti kundogara ikoko.’

Jeremia 43

Jeremia 43:1-9