Jeremia 43:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakatorawo varume vose, navakadzi navana navanasikana vamambo vakanga vasiyiwa naNebhuzaradhani mukuru wavarindi vamambo kuna Gedharia mwanakomana waShafani, naJeremia muprofita uye naBharuki mwanakomana waNeria.

Jeremia 43

Jeremia 43:1-10