Jeremia 40:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gedharia mwanakomana waAhikami, mwanakomana waShafani, akapika mhiko yokuvasimbisa ivo navanhu vavo achiti, “Musatya kushandira vaBhabhironi. Garai henyu munyika mushandire mambo weBhabhironi, zvigokuitirai zvakanaka.

Jeremia 40

Jeremia 40:1-16