Jeremia 40:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ini pachangu ndichagara paMizipa kuti ndikumirirei pamberi pavaBhabhironi vanouya kwatiri, asi imi munofanira kukohwa waini, nezvibereko zvezhizha namafuta mugozviisa mumidziyo yenyu, mugogara mumaguta amakakunda.”

Jeremia 40

Jeremia 40:4-16