Jeremia 40:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

vakauya kuna Gedharia paMizipa, Ishumaeri mwanakomana waNetania, Johanani naJonatani vanakomana vaKarea, naSeraya mwanakomana waTanhumeti, mwanakomana waEfai muNetafati, naJaazania mwanakomana womuMaakati, ivo navanhu vavo.

Jeremia 40

Jeremia 40:1-11