Jeremia 38:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Zedhekia akati kuna Jeremia, “Ngakurege kuva nomunhu anoziva zvatakurukura izvi nokuti angafa.

Jeremia 38

Jeremia 38:16-28