Jeremia 38:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana machinda akanzwa kuti ndakataura newe, vakauya kwauri vachiti, ‘Tiudze zvawataura kuna mambo uye zvarehwa namambo kwauri; usativanzira kuti tirege kukuuraya,’

Jeremia 38

Jeremia 38:15-28