Jeremia 38:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Vakadzi venyu vose navana vachabudiswa vachiendeswa kuvaBhabhironi. Nemi pachenyu hamungapukunyuki mumaoko avo, asi muchabatwa namambo weBhabhironi; uye guta rino richapiswa.”

Jeremia 38

Jeremia 38:18-25