Jeremia 37:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi iye kana varanda vake kana vanhu venyika iyoyo, havana kuteerera mashoko akanga ataurwa naJehovha kubudikidza naJeremia muprofita.

Jeremia 37

Jeremia 37:1-12