Jeremia 37:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, mambo Zedhekia akatuma Jehukari mwanakomana waSheremia, nomuprista Zefania mwanakomana waMaaseya kuna Jeremia muprofita namashoko aya: “Ndapota tinyengetererewo kuna Jehovha Mwari wedu.”

Jeremia 37

Jeremia 37:1-7