Jeremia 37:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zedhekia mwanakomana waJosia akagadzwa kuva mambo weJudha naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi; iye akabata ushe panzvimbo yaJehoyakini mwanakomana waJehoyakimi.

Jeremia 37

Jeremia 37:1-8