Jeremia 2:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanoti kudanda, ‘Ndiwe baba vangu,’ uye kuibwe, ‘Ndiwe wakandibereka.’ Vakandifuratira ini asi zviso zvavo hazvina, nyamba pavanenge vava munhamo, vanoti kwandiri, ‘Uyai mutiponese!’

Jeremia 2

Jeremia 2:22-30