Jeremia 2:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Sokunyadziswa kwembavha yabatwa, saizvozvo imba yaIsraeri yanyadziswa, ivo namadzimambo avo uye namachinda avo, vaprista vavo navaprofita vavo.

Jeremia 2

Jeremia 2:22-28