Jeremia 2:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, zvino vamwari vamakazviitira varipi? Ngavauye kana vachigona kukuponesai pamunenge mava munhamo! Nokuti muna vamwari vakawanda kupfuura maguta amunawo, imi Judha.

Jeremia 2

Jeremia 2:25-34