Jeremia 15:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mai vakabereka vana vanomwe vachaziya vagofa. Zuva rake richavira achiri masikati; achanyadziswa uye achaninipiswa. Vachapunyuka ndichavaisa kumunondo pamberi pavavengi vavo,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Jeremia 15

Jeremia 15:1-15