Jeremia 15:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Yowe-e, mai vangu, zvamakandibereka kuti ndive murume anorwiswa nokumisidzanwa naye nenyika yose! Handina kumbopa munhu chikwereti, kana kutora chikwereti, asi zvakadaro vanhu vose vanondituka.

Jeremia 15

Jeremia 15:2-19