Jeremia 15:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati, “Zvirokwazvo ndichakurwira nokuda kwechikonzero chakanaka; zvirokwazvo ndichaita kuti vavengi vako vakunyengetedze panguva yenjodzi nepanguva yokutambudzika.

Jeremia 15

Jeremia 15:10-16