Jeremia 15:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichawanza chirikadzi dzavo kupfuura jecha regungwa. Panguva yamasikati ndichauyisa muparadzi, pamusoro pavanamai vamajaya avo; pakarepo, ndichaburutsa pamusoro pavo kurwadziwa uye kutya.

Jeremia 15

Jeremia 15:1-13