Jeremia 14:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ndikaenda mukati menyika, ndinoona vaya vakaurayiwa nomunondo; kana ndikaenda muguta, ndinoona vakaparadzwa nenzara. Vose, muprofita nomuprista vakaenda kunyika yavasingazivi.’ ”

Jeremia 14

Jeremia 14:12-20