Jeremia 14:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Taura shoko iri kwavari, uti, ‘Meso angu ngaayerere misodzi usiku namasikati asingaregi; nokuti mhandara mwanasikana wangu, vanhu vangu, varwadziwa nevanga rakaipa, iko kurohwa kukuru.

Jeremia 14

Jeremia 14:13-22