Jeremia 14:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye vanhu vavaiprofitira vacharasirwa munzira dzeJerusarema nokuda kwenzara nomunondo. Hakuna munhu achavaviga ivo, kana vakadzi vavo, kana vanakomana vavo, kana vanasikana vavo. Ndichadururira pamusoro pavo njodzi yakafanira.

Jeremia 14

Jeremia 14:12-19