Jeremia 14:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo zvanzi naJehovha pamusoro pavaprofita vanoprofita muzita rangu: Handina kuvatuma, asi ivo vanoti, ‘Hakungavi nomunondo kana nzara ichawira nyika ino.’ Vaprofita vacho ivavo, vachaparara nomunondo nenzara.

Jeremia 14

Jeremia 14:7-19