Jeremia 11:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati ndive muti womuorivhi uno upenyu, une michero yakanaka yakaurungana. Asi nokutinhira kwemhepo ine simba achautungidza nomoto, uye matavi awo achavhunika.

Jeremia 11

Jeremia 11:6-23