Jeremia 11:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ko, mudiwa wangu ari kuitei mutemberi yangu, zvaari kuita mabasa ake akaipa navazhinji? Ko, nyama yakatsaurwa ingadzivisa kurohwa kwako here? Pamunoita zvakaipa zvenyu, ipapo imi mofara.”

Jeremia 11

Jeremia 11:13-19