Jeremia 11:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Usanyengeterera vanhu kana kupa chikumbiro chipi zvacho kana kuvakumbirira, nokuti handizoteereri pavanodana kwandiri panguva yokutambudzika kwavo.

Jeremia 11

Jeremia 11:4-22