Jeremia 11:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Una vamwari vakawanda sokuwanda kwakaita maguta ako, iwe Judha; uye aritari dzamakamisa kuti mupisire zvinonhuwira kuna mwari anonyadzisa, iye Bhaari, dzakawanda sokuwanda kwakaita migwagwa yeJerusarema.’

Jeremia 11

Jeremia 11:11-19